Shinga muroora wakauya wega kuzogara pano haada nic
Haah yanetsa kuno sweet
ndiwe wakauya wega kuzorowa nyoro
Ramba wakandaro bafana wakutonyanya iwe
Zvazvinhu izvi, kuseri kwekuseri, stonyii
Ndokufarira mhani unogona
zvako but hauna kurova ka dance kako wani
Murume wangu ndimangwende kk
Mwari wekudenga itirai vana venyu nyasha
Kudzidzisa mukadzi wangu kuti zikunzi kudii
Nemfana uyu coz haasati akugona shona kuitira mangawana
I will also dedicate this song to my
Hubby, chiuyai mukanya huh chiuyai kumba
Jah Signal wakapenga sha
Inga vaera shumba takawanda
Kudya maveggie pasina kanyama ndiko kushupika but
Wakauya wega kuzogara pano saka baya dzisimbe muroora
Neniwo ndafunga kuti istonyeni yacho
Kana neni hana yangu yatomborohwa nehana kut ko ndeipi ko iyi
Ndandashaya kuti chii chiri kubudikira pakagara jah izvo idanda
Mashoko anorwadza kudarika kurohwa
Inondipimba muma bonzo
Shiinga muroora hazvireve kudya mavegetables
Sandi kushupika kutsiurana sandi kunetsana kuvaka musha
Kuita satocky ndazoona kuti uyu akagerwa